Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhishai mwanakomana waZeruya akati kuna mambo, “Ko, iyi imbwa yakafa ingatukirei ishe mambo wangu? Regai ndiende ndinodimura musoro wake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 16

Maonero 2 Samueri 16:9 akapoteredza