Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akati kuna Abhishai namakorokota ake ose, “Mwana wangu, anova wenyama yangu chaiyo, ari kuda kundiuraya. Ko, kuzoti uyu zvake, muBhenjamini! Musiyei akadaro; regai atuke, nokuti Jehovha amutuma.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 16

Maonero 2 Samueri 16:11 akapoteredza