Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 15:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika yose yakachema kwazvo apo vanhu vose vakanga vachipfuura. Namambowo akayambuka mupata weKidhironi, uye vanhu vose vakafamba vakananga kurenje.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 15

Maonero 2 Samueri 15:23 akapoteredza