Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 14:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhusaromu akadana Joabhu kuti amutume kuna mambo, asi akaramba kuenda kwaari. Saka akatumazve shoko kechipiri, asi akaramba kuuya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:29 akapoteredza