Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akawira pasi nechiso chake achipa rukudzo, uye akaropafadza mambo. Joabhu akati, “Nhasi muranda wenyu aziva kuti awana nyasha pamberi penyu, ishe wangu mambo, nokuti mambo aita zvandakumbira ini muranda wake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 14

Maonero 2 Samueri 14:22 akapoteredza