Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 13:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jonadhabhu mwanakomana waShimea, mukoma waDhavhidhi, akati, “Ishe wangu ngaarege kufunga kuti vauraya machinda ake ose; Amunoni oga ndiye afa. Izvi zvakagara zviri muurongwa hwaAbhusaromu kubvira musi wakabatwa chibharo hanzvadzi yake Tamari naAmunoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13

Maonero 2 Samueri 13:32 akapoteredza