Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 13:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Munguva iyoyo, Amunoni mwanakomana waDhavhidhi akachiva Tamari, hanzvadzi yaAbhusaromu mwanakomana waDhavhidhi yakanga yakanaka kwazvo.

2. Amunoni akatambudzika kusvikira pakurwara pamusoro paTamari hanzvadzi yake, nokuti hazvaigona kuti amuite chimwe chinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 13