Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 12:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akabudisa vanhu vakanga varimo, akavapa basa ravaishanda namajeko, mapiki namatemo, uye akavapa basa rokukanya zvidhina. Akaita izvi kumaguta ose avaAmoni. Ipapo Dhavhidhi nehondo yose vakadzokera kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:31 akapoteredza