Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 12:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varanda vake vakamubvunza vakati, “Ko, muri kuitirei zvinhu zvakadai? Mwana paakanga achiri mupenyu makatsanya uye mukachema, asi zvino mwana afa, momuka modya!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:21 akapoteredza