Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nokuda kwokuti waita izvi, waita kuti vavengi vaJehovha vamuzvidze kwazvo, mwanakomana uyu wauchaberekerwa achafa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 12

Maonero 2 Samueri 12:14 akapoteredza