Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 11:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uria akati kuna Dhavhidhi, “Areka navaIsraeri pamwe chete navaJudha vagere mumatende, uye tenzi wangu Joabhu navanhu vaishe wangu vari mumisasa kusango. Ko, ini ndaigozoenda sei kumba kwangu kuti ndidye ndichinwa nokurara nomudzimai wangu? Zvirokwazvo noupenyu hwenyu, handingaiti chinhu chakadaro!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 11

Maonero 2 Samueri 11:11 akapoteredza