Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaAmoni pavakaziva kuti vakanga vonhuwa pamberi paDhavhidhi, vakatenga varwi vetsoka zviuru makumi maviri zvavaAramu kubva kuBheti Rehobhi neZobha, pamwe chete namambo weMaaka navarume chiuru chimwe, uye navarume zviuru gumi nezviviri vaibva kuTobhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:6 akapoteredza