Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

machinda avaAmoni akati kuna Hanuni mambo wavo, “Munofunga here imi kuti Dhavhidhi ari kuremekedza baba venyu nokutumira kwaaita vanhu vake kuzochema nemi? Dhavhidhi haana kuvatuma here kuti vazoongorora guta nokurishora kuti vagoriparadza?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 10

Maonero 2 Samueri 10:3 akapoteredza