Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabvunza akati, “Chii chaitika ikoko? Ndiudze.” Iye akati, “Vanhu vatiza kubva pavanga vachirwira. Vazhinji vavo vafa. Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1

Maonero 2 Samueri 1:4 akapoteredza