Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva muropa ravakaurayiwa, kubva munyama yemhare, uta hwaJonatani hahuna kudzoka, munondo waSauro hauna kudzoka usina kugutswa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1

Maonero 2 Samueri 1:22 akapoteredza