Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Samueri 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo ndakamira paari ndikamuuraya, nokuti ndaiziva kuti mushure mokunge awira pasi haaizorarama. Uye ndakatora korona yakanga iri mumusoro make norundarira rwaiva muruoko rwake, uye ndauya nazvo kuno kuna ishe wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 1

Maonero 2 Samueri 1:10 akapoteredza