Ipapo akapa mambo matarenda zana namakumi maviria egoridhe, zvinonhuwira zvakawanda kwazvo namatombo anokosha. Hakuna kunge kwambova nezvinonhuwira zvakaita sezvakapiwa mambo Soromoni namambokadzi weShebha.