Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambokadzi weShebha paakanzwa mbiri yaSoromoni, akauya kuJerusarema kuti amuedze nemibvunzo yakaoma kwazvo. Akasvika navanhu vazhinji kwazvo nengamera akatakura zvinonhuwira, goridhe rakawanda, namatombo anokosha, akauya kuna Soromoni akataura naye zvose zvaiva mupfungwa dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 9

Maonero 2 Makoronike 9:1 akapoteredza