Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Soromoni akauyisa mwanasikana waFaro kubva kuGuta raDhavhidhi akamuisa mumuzinda waakanga amuvakira nokuti akati, “Mudzimai wangu haafaniri kugara mumuzinda waDhavhidhi mambo waIsraeri nokuti nzvimbo dzose dzakambopinzwa areka yaJehovha itsvene.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 8

Maonero 2 Makoronike 8:11 akapoteredza