Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 6:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo inzwai kubva kudenga, kwamunogara uye muitire mutorwa chipi nechipi chaanokumbira kwamuri kuitira kuti vanhu vose vapanyika vazive zita renyu uye vakutyei sezvinoitwa navanhu venyu Israeri, uye kuti vagoziva kuti imba ino yandavaka ine Zita renyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:33 akapoteredza