Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 6:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana nzara kana denda zvikauya panyika, kana nyunji, kana kuvhuvha kana mhashu kana magutaguta kana kuti vavengi vakavakomba mumaguta avo, ringava dambudziko ripi zvaro kana chirwere chorudzi rupi chingauya,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:28 akapoteredza