Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo inzwai muri kudenga uye mugoita. Tongai pakati pavaranda venyu, muchimuripisa ane mhosva nokuburutsa pamusoro wake izvo zvaakaita. Ratidzai pachena uyo asina mhosva kuti haana zvaakatadza uye musimbise kusatadza kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 6

Maonero 2 Makoronike 6:23 akapoteredza