Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Matanda aya akanga akareba zvokuti miromo yawo, kubva paareka, aigona kuonekwa kubva nechemberi kwomukati menzvimbo tsvene, asi kwete uri kunze kweNzvimbo Tsvene. Uye achiripo nanhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 5

Maonero 2 Makoronike 5:9 akapoteredza