Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gungwa rakanga rakamira pamusoro pehando gumi nembiri, nhatu dzakatarisa kumusoro, nhatu dzakatarisa kumavirira, nhatu dzakatarisa zasi, uye nhatu dzakatarisa kumabvazuva. Gungwa rakanga rakagara pamusoro padzo uye kwakanga kwakatarisa pakati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 4

Maonero 2 Makoronike 4:4 akapoteredza