Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita Gungwa resimbi, rakatenderera pakuvakira kwaro, rakareba makubhiti gumi pamuromo waro kubva kune rumwe rutivi kusvika kune rumwe rutivi uye makubhiti mashanuc kuenda mudenga. Zvaida tambo yakareba makubhiti makumi matatud kuti ikwanise kupoteredza dziva iri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 4

Maonero 2 Makoronike 4:2 akapoteredza