Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 36:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyakimi akanga aina makore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore gumi nerimwe chete akaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:5 akapoteredza