Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 36:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupera kwegore, Mambo Nebhukadhinezari akatuma shoko rokuti auyiswe kuBhabhironi pamwe chete nemidziyo inokosha kubva mutemberi yaJehovha, akaita munun'una waJehoyakini, Zedhekia, mambo pamusoro peJudha neJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 36

Maonero 2 Makoronike 36:10 akapoteredza