Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 35:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kuvaRevhi, vaidzidzisa Israeri yose uye vakanga vakatsaurirwa kuna Jehovha, “Isai areka yesungano mutemberi yakavakwa naSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, mambo waIsraeri. Haifaniri kutakurwa pamapfudzi enyu. Zvino shumirai Jehovha Mwari uye navanhu vake Israeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 35

Maonero 2 Makoronike 35:3 akapoteredza