Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 34:17-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Vakapa mari yakanga iri mutemberi yaJehovha vakaiisa mumaoko avatariri navashandi.”

18. Ipapo Shafani munyori akati kuna mambo, “Hirikia muprista andipa bhuku.” Uye Shafani akaverenga kubva mariri pamberi pamambo.

19. Mambo paakanzwa mashoko omurayiro, akabvarura nguo dzake.

20. Akarayira Hirikia, Ahikami mwanakomana waShafani, Abhidhoni mwanakomana waMika, Shafani munyori naAsaya mushandi wamambo kuti,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 34