Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 32:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino musatendera Hezekia kuti akureverei nhema uye akutsausei zvakadai. Musamutende, nokuti hakuna mwari worudzi rupi kana umambo hupi zvahwo akagona kurwira vanhu vake kubva muruoko rwangu kana ruoko rwamadzibaba angu. Mwari wenyu achakundikana zvakadii kukurwirai kubva muruoko rwangu!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 32

Maonero 2 Makoronike 32:15 akapoteredza