Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 32:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndoupi mwari wenyika dzose dzakaparadzwa namadzibaba angu akagona kuponesa vanhu vake kubva kwandiri? Zvino mwari wenyu angagona sei kukununurai kubva muruoko rwangu?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 32

Maonero 2 Makoronike 32:14 akapoteredza