Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 32:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mezvose zvakaitwa naHezekia nokutendeka kwakadai, Senakeribhi mambo weAsiria akauya akapamba Judha. Akakomba maguta aiva namasvingo achifunga kuapamba kuti ave ake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 32

Maonero 2 Makoronike 32:1 akapoteredza