Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 31:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Vakatanga kuita izvi mumwedzi wechitatu vakazopedza mumwedzi wechinomwe.

8. Hezekia namakurukota ake pavakauya vakaona matutu ezvinhu, vakarumbidza Jehovha uye vakaropafadza vanhu vake Israeri.

9. Hezekia akabvunza vaprista navaRevhi nezvamatutu aya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 31