Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 30:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasarudza kutuma shoko kuIsraeri yose kubva Bheerishebha kusvika kuDhani, vachidaidza vanhu kuti vauye kuJerusarema vazopemberera Jehovha Mwari weIsraeri mutambo wePasika. Haina kunge yambopembererwa navanhu vazhinji sezvakanga zvakanyorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:5 akapoteredza