Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 30:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakava nomufaro mukuru kwazvo muJerusarema, nokuti kubva pamazuva aSoromoni mwanakomana waDhavhidhi mambo weIsraeri kwakanga kusina kumboitika zvakaita sezvizvi muJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 30

Maonero 2 Makoronike 30:26 akapoteredza