Vakabvisa aritari muJerusarema vakaparadza aritari dzezvinonhuwira vakadzikanda muMupata weKidhironi.