Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Biravira rapamberi petemberi rakanga rakareba makubhiti makumi maviric pamberi paupamhi hweimba uye rakanga rakareba makubhiti makumi maviri kuenda mudenga. Akafukidza mukati mayo negoridhe rakaisvonaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 3

Maonero 2 Makoronike 3:4 akapoteredza