Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapapiro amakerubhi pamwe chete aisvika makubhiti makumi maviri pakureba kwawo. Bapiro rimwe chete rekerubhi rokutanga rakanga rakareba makubhiti mashanuf uye raibata madziro etemberi, rimwe bapiro rayo rakareba makubhiti mashanu richibata rimwe bapiro reimwe kerubhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 3

Maonero 2 Makoronike 3:11 akapoteredza