Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 26:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uzia akazorora namadzibaba ake akavigwa pedyo navo mumunda wemakuva waiva wamadzimambo, nokuti vanhu vakati, “Aiva namaperembudzi.” Jotamu mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 26

Maonero 2 Makoronike 26:23 akapoteredza