Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 25:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amazia akabvunza munhu waMwari akati, “Asi, matarenda zana andakaripa kuvaIsraeri anoitwa sei?” Munhu waMwari akapindura akati, “Jehovha anogona kukupa zvakawanda kupfuura izvi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:9 akapoteredza