Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi munhu waMwari akauya kwaari akati, “Haiwa Mambo, ava varwi vabva kuIsraeri havafaniri kuenda nemi nokuti Jehovha havasi kuIsraeri, havasi kune upi zvake munhu wokuEfuremu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:7 akapoteredza