Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 25:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehoashi mambo weIsraeri akapindura Amazia mambo weJudha akati, “Rukato rwakanga rwuri muRebhanoni rwakatuma shoko kumusidhari wakanga uri muRebhanoni, rokuti, ‘Ipa mwanasikana wako kumwanakomana wangu kuti ave mukadzi wake.’ Ipapo imwe mhuka yomusango yaiva muRebhanoni yakauya ikatsikatsika rukato rwuya pasi petsoka dzayo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:18 akapoteredza