Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 25:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva imwe cheteyo varwi vakanga vadzoserwa naAmazia pakurwa uku vakandopamba maguta eJudhea kubva kuSamaria kusvika kuBheti Horoni. Vakauraya zviuru zvitatu zvavanhu vakatakura zvinhu zvizhinji kwazvo zvavakapamba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 25

Maonero 2 Makoronike 25:13 akapoteredza