Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 24:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joashi akanga ane makore manomwe paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mana. Mai vake vainzi Zibhiya uye vaibva kuBheerishebha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 24

Maonero 2 Makoronike 24:1 akapoteredza