Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 23:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRevhi navarume vose veJudha vakaita sezvavakanga varayirwa naJehoyada muprista. Mumwe nomumwe akatora vanhu vake vaifanira kupinda pabasa nokuti Jehoyadha muprista akanga asina kusunungura boka ripi zvaro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 23

Maonero 2 Makoronike 23:8 akapoteredza