Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 23:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ungano yose yakaita sungano namambo patemberi yaMwari. Jehoyadha akati kwavari, “Mwanakomana wamambo achatonga sokuvimbisa kwakaita Jehovha maererano nezvizvarwa zvaDhavhidhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 23

Maonero 2 Makoronike 23:3 akapoteredza