Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 23:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyadha navanakomana vake vakaburitsa mwanakomana wamambo vakaisa korona paari, vakamupa gwaro resungano vakamugadza samambo. Vakamuzodza vakadaidzira vachiti, “Mambo ngaararame kwamakore akawanda!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 23

Maonero 2 Makoronike 23:11 akapoteredza