Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 22:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akaenda kundotsvaka Ahazia, uye vanhu vake vakamubata paakanga akavanda muSamaria. Akauyiswa kuna Jehu, ndokuurayiwa. Vakamuviga nokuti vakati, “Akanga ari mwanakomana waJehoshafati, aitsvaga Mwari nomwoyo wake wose.” Saka pakasara pasina akanga akasimba muimba yaAhazia zvokuti angagona kubata ushe.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 22

Maonero 2 Makoronike 22:9 akapoteredza