Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukushanya kwaAhazia kuna Joramu, Mwari akauyisa kuparadzwa kwaAhazia. Ahazia paakasvika akaenda naJoramu kundosangana naJehu mwanakomana waNimishi, uyo akanga azodzwa naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 22

Maonero 2 Makoronike 22:7 akapoteredza