Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehoshebha, mwanasikana waMambo Jehoramu akatora Joashi mwanakomana waAhazia uya akamuka kubva pakati pavanakomana vamambo avo vakanga vava kuda kuurayiwa uye akamuisa iye nomureri wake mumba mokuvata. Nokuti Jehoshebha, mwanasikana wamambo Jehoramu nomukadzi womuprista Jehoyadha, aiva hanzvadzi yaAhazia, akaviga mwana kubva kuna Ataria kuti asamuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 22

Maonero 2 Makoronike 22:11 akapoteredza